Тёмный

Crazy In-Laws & My Husband's Side Chick! | HOT TOPIC 

STAR FM LIVE
Подписаться 64 тыс.
Просмотров 20 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

25 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 101   
@tatendatorovaseyi3349
@tatendatorovaseyi3349 5 месяцев назад
I blandly told my husband kt kwaunotenga pizza ndiko kwaunopepwa simpu ndakaramba zvekubata poo umwe achibata cake never
@njalo
@njalo 5 месяцев назад
Nditori murumewo but Haaa murume aijairira ngaagare ku girlfriend ikoko.
@KimberlyMawoyo-vp7mg
@KimberlyMawoyo-vp7mg 5 месяцев назад
Haaaaaa baba ngavachengetwe naMagrett vozodzoka kumba kana vafa vozotangira ipapo.
@PriscillaDirwayi
@PriscillaDirwayi 5 месяцев назад
Of course ndibaba vevana vake ,but when he was hurting her ,did he also consider the fact that she is also the mother of his kids?
@hopegondo
@hopegondo 5 месяцев назад
well done maiguru.. hanzi zvinonaka zviri kwasugar ka.. the hurt one feels when her man cheats haitaurike and imagine continous cheating muchiregerera kusvika pakuzonyarara mwoyo unenge wafa nelutsemuka. makagonesesa.. i support the caller ataura kuti tengai imbwa.. and also try and figure out how to heal so that you dont get (or stay) bitter... if Margrate uyu is 2nd wife then his family was wrong kusakuudzai.. if she is a girlfriend his fam was still wrong to move around naye.. for your own peace of mind tell yourself kuti murume hakuchina, ava kugara ne soulmate yake..souldmate ndiyo ngai pepe murume... our society is fu*ked up..hanzi murume ndewako.. nonz=sense..dai ari wake hanti dai asina kupengesana na Maggie uyo..ngaagare ikoko bhangu uyu..ibenzi remunhu
@JudithZimundi
@JudithZimundi 5 месяцев назад
Murume contributed quarter but he could have contributed more but instead akatengera girlfriend mota nemari yaaifanirwa kuvaka imba. Murume uyu ngaambo feeler pain yaakapa mukadzi uyu. She was taking care of him haana kuda kumboita revenge asi vakanotora girlfriend kt ipepe murume uyu so let her continue kupepa since ariye aidya mari, its her time to pay back nekuchengeta murume wake.
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru 5 месяцев назад
Yoooo zvakaoma hazvo
@msolivia9219
@msolivia9219 5 месяцев назад
Murume uyu nehama hatina kunzwa kuti akambomukumbira ruregerero saka ngaagare kwa mainini tichauya kunhamo hedu 😅
@dananaimubonderi6850
@dananaimubonderi6850 5 месяцев назад
Murume ndewake kuitaseiko??? 😂 ah men muchazvirega. Uriwe murume waiitirwa unoitasei? Kuroora ndokunoita kuti vahure? Gedhi vharai my sister Musavhure!!! Paaizviita wasn’t he aware he was a father, husband, partner?? Kiyai gate mhai. Varume vakutojaira tsika dzakaora. Worse family supports 🙌
@thabanimbizana198
@thabanimbizana198 5 месяцев назад
vanhu vanozoda kuti 2 wrongs don't make a right when the man cheats and woman reacts 😄
@chiporeid
@chiporeid 11 дней назад
Gaya
@natashachihata8798
@natashachihata8798 5 месяцев назад
Hoyooooooooooo shiri yakabvuta rekeni zvakunzi she is wrong😂😂😂😂😂 mukadzi uyo should be a guest speaker kuwomens conference
@mavyteechigz2447
@mavyteechigz2447 5 месяцев назад
You did well. Wakatogonesa. Anodherera munhu uyu...
@peejay825
@peejay825 5 месяцев назад
Uyo murume akutaura zvekuti the woman should have gone kun'anga ngaaite mushe. The relatives should have looked for a helper, not kuenda kugirlfriend.....wani all along she was doing zvese nekuenda kuhospital. That was very disrespectful.
@kenisiachiware6622
@kenisiachiware6622 5 месяцев назад
Haaa mukadzi akagonesa kukiya Gate. The husband disrespected the wife and was spending money on the girlfriend. Ngaagare kuGirl friend ikoko, vanozovhura gate musi unouya kuzochemerwa hubby kumba kana afa. Otherwise ngaagare nekusingaperi kuGirl friend ikoko. Pakadai divorce is the way to go coz family yatoratidza upenzi hwekufamba neGirl friend. Chii chakadaro? Ngaasiyane nemhuri yemapenzi iyi, unofa neStress
@lorrainen1012
@lorrainen1012 3 месяца назад
Ini ndinofunga kuti murume uyu ane vakadzi vaviri, Margret ngaambochengetawo dhedhi 😎
@RonaldMatuka
@RonaldMatuka 21 час назад
Iwe wakaramba kuenda kuyan,nga saka waida kuti agezeswe nani
@patiencenyahuma2189
@patiencenyahuma2189 5 месяцев назад
Where's that guy who used to read your stories? Huh uya anogonesa manje
@nancytapfumanei2234
@nancytapfumanei2234 5 месяцев назад
Vakadzi tine nhamo pese problem inopedzesera yayedu zvakaitwa nemurume hazvisi kutombotaurwa
@chiporeid
@chiporeid 11 дней назад
Did the man consult her before buying girlfriend mota, where is the all money is our money?
@letitiamadombwe5303
@letitiamadombwe5303 5 месяцев назад
Maiguru ngavaite zvinovapa peace. Mental health comes first
@rutendomuwomo6266
@rutendomuwomo6266 5 месяцев назад
Aewa munhu ngaagare kwaari how do we know if akatoroora gf iyo sezvo ma inlaws accomodate her
@mariahnomthandazondlovu3161
@mariahnomthandazondlovu3161 5 месяцев назад
This guy should stay there to the girlfriend, why should the wife suffer
@trishtanatswakare2271
@trishtanatswakare2271 5 месяцев назад
Ngaagare ikoko kwaMagrett
@andrewgona4912
@andrewgona4912 5 месяцев назад
Vese vakuti barika let the husband go kune mumwe mukadzi you cannot force a barika on someone asingaride no to slavery.
@tambudzayicynthiazvedi252
@tambudzayicynthiazvedi252 5 месяцев назад
Hama dzangu arikuti murume hana kuita rough unorevi nhai iwe.Let's be realistic rough hakusi kurohwa kana kutukwa it comes in different forms
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru 5 месяцев назад
Ari right mukadzi pakuvhara gate
@TarieKusosa-ci9kp
@TarieKusosa-ci9kp 3 месяца назад
Baba vapa contribution yekuti mukadzi uyu akaroorwa ndiye muridzi wemurume what what, why did they take the girlfriend kufamba naye kun'anga kwavo yet there is a 'wife' the same reasoning they used pavakaenda kun'anga is the same they must use in this case
@delphinechimuti9908
@delphinechimuti9908 5 месяцев назад
You did well sis He contributed ¼pakuvaka imba then onotengera girlfriend mota Ana tete ngavachengete hama yavo simple
@portiakk
@portiakk 4 месяца назад
Akazoita 3 months arikwe girlfriend then ofa ariikoko then the wife will know kuti mutemo unoti kudii paEstate settlement. Some decisions don’t need to act on emotions
@Zithelo
@Zithelo 5 месяцев назад
Rest a bit mamas...mainini should take the ropes for a bit because it's clear that he has two wives and your husband's relatives accepted it
@SibusisiweSijamula
@SibusisiweSijamula 5 месяцев назад
You guys akuudzai kuti girlfriend harina kuroorwa ndiani izvi zvatova official kuti atova 2nd wife yemurume coz ukaona munhu achitengerwa mota nekutodaidzwa nehama kaa relationship iyi iri kutozikanwa but mkadzi ndiye arimurima
@passionmuyengwa7784
@passionmuyengwa7784 5 месяцев назад
Hatisi kutonga nemaemotions here am dead😂😂😂😂
@AldrinNyagwande
@AldrinNyagwande 5 месяцев назад
The wife can sue the girlfriend for contumelia and consortium...ngaite Mari nazvo izvi
@chionisot.pmudokwenyu5686
@chionisot.pmudokwenyu5686 4 месяца назад
KIYAI DOOR VAKOMA MUSATOMBOVHURA ..VANHU VAKAZIVA HAUSI MUROYI VANOKUDHERERA
@takudzwaterence9767
@takudzwaterence9767 5 месяцев назад
Girlfriend yaidyawo cash ndizvo? Ngaambochengetawo munhamo nematambudziko nemukufara tese ne girlfriend 🤣🤣🤣🤣
@chiporeid
@chiporeid 11 дней назад
Nhai Margaret ngaachengete.
@cynthiamasadaga5124
@cynthiamasadaga5124 4 месяца назад
Ngachengetwe kwaitenga mota kana afa tosangana panhamo simple 😅
@chiporeid
@chiporeid 11 дней назад
All me will support nonsense yaBaba and all women will support this woman aita right thing.
@passionmuyengwa7784
@passionmuyengwa7784 5 месяцев назад
Kukumbira ruregerero manje iyee😂😂😂😂mereji idzi
@callypofficial34
@callypofficial34 5 месяцев назад
gerofrnd rine rudo iro kumira ne mrume wake zvinhu zvakaoma kudai, ndoinonzi in health and sickness thumps up sisi Maggie
@abingtonnyoka7816
@abingtonnyoka7816 Месяц назад
The wife is wrong marriage isn't it through thick and thin, you bring faith parikuda kuponeswa munhu really if you love someone you can ignore zvekuti ndoenda kuchurch for your loved one.
@chiporeid
@chiporeid 11 дней назад
Thick and thin yaunoita Iwewe, how come you can’t forgive us it we cheat? Haisi thick and thin here iyi? Itai mushe.
@rutendomuwomo6266
@rutendomuwomo6266 5 месяцев назад
Haaaa imi koyaakatenga mota ye gf akadii kuisa pakuvaka
@michellemuchetz
@michellemuchetz 5 месяцев назад
Nhai hako iwee
@natashiamatswayi5190
@natashiamatswayi5190 5 месяцев назад
varume vakatunhidzwa amana yuwiiiiii🤣🤣🤣. maiguru makagona pfuuriranai mberi nekukiya gedhi renyu
@priscillandoro4014
@priscillandoro4014 5 месяцев назад
Well done dear murume ngaachengetwe naMaggie hanti anoti anozvigona ana tete tikwanirei mukawana tym. Varume vane miyedzo kana vorwara vonzwisa tsitsi haiwawo makagona
@andrewgona4912
@andrewgona4912 5 месяцев назад
This story is making numbers compared to what holy 10 released
@PriscillaDirwayi
@PriscillaDirwayi 5 месяцев назад
I believe mukadzi was not wrong ,yes she might have overreacted and all but musatambe nelevel re disrespect iyo.The audacity of continuing negf vachitofamba naye vakatotadza ivo vana tete .This man haachade mukadzi wake ,why is it arwara ndopavofunga kuti kune mukadzi .
@tafadzwaashleigh2199
@tafadzwaashleigh2199 5 месяцев назад
Asi iye anowana mari yekutengera girlfriend mota ka😂🤣
@janetmawangure3860
@janetmawangure3860 5 месяцев назад
Ndiri kutarisa hama dzemurume kana varipo pfekai apolojezi and try kuvaka this family munzwewo side raMai ningi kana pane chipari l understand panoda kubviswa fine kare kwainzi mombe yekukumbira ruregerero kumudzimai wake ... Achiri mupenyu kudai achitori nePride ngavakumbire ruregerero
@DadiraiTaruwanza
@DadiraiTaruwanza 5 месяцев назад
Murume ngaagare kugirlfriend Let's say it's the wife coming back from her boyfriend Was the hubby going to receive her back? Why do society accept the cheating of man and not the flip side ?
@happinessmufaronhoro9463
@happinessmufaronhoro9463 5 месяцев назад
Zvakaoma.
@evechisvoshaseven3624
@evechisvoshaseven3624 5 месяцев назад
Ko murume aihura anga asingazive kuti ane vana. Vanhu futi so
@KudziSamakande
@KudziSamakande 5 месяцев назад
Baba vemba havatize mhuri vachienda kugirlfriend paairwadzisa mukadzi aiti zvichadii ko dai asina kurwara aidzoka here
@bosslady933
@bosslady933 3 месяца назад
Waka kudza chitenderaro chacho sei ungadayi wakaenda nemurume saka waida vana tete vagezese murume here
@franciscachipare845
@franciscachipare845 5 месяцев назад
This woman loves her husband. She has been forgiving and staying with her husband bcz she loves her husband a lot. Unfortunately her husband is very disrespectful and so ungrateful such that he doesn't realize and appreciate how much his wife loves him to an extent that he now takes advantage of his wife’s understanding personality. In life, we make mistakes thinking that we are doing the right thing not realizing the pain that will come with the consequences of our decisions especially in the long run. This woman thought she was doing the right thing to forgive her husband and ignore this small house for whatever reasons she had not knowing that her husband will take advantage of her kindness. She made a mistake the very first time she was begged to stay and stayed. But she can still rectify that mistake if she WANTS. The choice is hers, to continue with her husband and just accept that her husband has 2 wives or more OR to lock this man out of her life forever. Since they have kids, they can just put their properties in their kids’ names and the parents go separate ways. None of the parents should be allowed to stay at that madokero house which they built together except the kids if they decide to separate
@sithokozilechiyungu
@sithokozilechiyungu 5 месяцев назад
Mmmmm vakadzi takatadzei hedu????? zvakadhakwa zvakaitwa nemurume hazvichataurwa people are now focusing on the woman varume musadaro asi…. Kana riri barika then perfect ngaanopepewa kuna mainini and idzo Hama ka Dziri soo disrespectful
@Chiechiey
@Chiechiey 5 месяцев назад
Kana riri barika bhoo ngaagare kwa mainini saka
@goodhopekudakwashechibagid9546
@goodhopekudakwashechibagid9546 5 месяцев назад
You are not wrong.ngavagare ikoko .kana akafa kunhamo.handitsike ..ndotumira vana nemumwe munhu.tete disrespected makhoti hence makhoti bhora mberi kiya zvese
@njalo
@njalo 5 месяцев назад
Voice note rekutanga iro ndiro rapedza ndo answer ye hot topic iyo
@blessedmoyo7855
@blessedmoyo7855 5 месяцев назад
Aida kuti agezwe naSisi vake here kuN’anga ikoko
@passionmuyengwa7784
@passionmuyengwa7784 5 месяцев назад
Personally think Zim men don’t know how to say sorry and they take advantage of societal norms which were instilled kuti kuhura for men its ok hapana paati mkadzi uyu he even said sorry but akutoona seright yake mrume uyu his infidelity
@chiporeid
@chiporeid 11 дней назад
Sorry inobatsirei if you keep repeating the same mistake. Murume kept mukadzi wake because she has the means to support him so he can flash kugf kutotenga mota kuda kuzviita munhu ane Mari mukadzi achikuvakira imba 😂😂😂😂 so sorry.
@happinessmufaronhoro9463
@happinessmufaronhoro9463 5 месяцев назад
Yea mental health ya maiguru hamuna basa nayo.
@rachelmoyo6985
@rachelmoyo6985 12 дней назад
Ndini muridzi wemurume kana akurwara?
@chiporeid
@chiporeid 11 дней назад
Imagine
@getrudehombasha6365
@getrudehombasha6365 5 месяцев назад
Man you suprise me hooo paadanana naye ayisaziva kuti anevana
@cererac9044
@cererac9044 5 месяцев назад
Makagona mama ❤
@sharongwandure3347
@sharongwandure3347 5 месяцев назад
Murume ngaaende kwaMargarate hahahahaha
@mavyteechigz2447
@mavyteechigz2447 5 месяцев назад
Baba vafona avo pekutanga, vabe dzungu stereki. Ehe akavharira murume wake, baba vevana vake gate. Kucovira chiiko? Baba vaisaziva kuti vakaroora here? Vaisaziva kuti vane vana here before vaporonga. Kwanai baba imi...
@KudziSamakande
@KudziSamakande 5 месяцев назад
Haaa varume musade kujaidzwa imi kuti mukanakirwa nechihure modzoka makurwara motoda munhu kuti angotambira koz akaroorwa imariiko yaakaroorwa yacho yaanofirq
@rumbidzaimadzokere4518
@rumbidzaimadzokere4518 5 месяцев назад
Makagona amai ngaachengetwe ikoko kwavaidya mari
@patiencematika
@patiencematika 5 месяцев назад
Kana riri barika murume ngaambochengetwawo kwamainini
@takueeleen2907
@takueeleen2907 5 месяцев назад
magrett akatengerwa mota ngaachengete murume ne mhuri kana atisiyawo mhuri yake iriko
@masclinemaposa4600
@masclinemaposa4600 5 месяцев назад
Mainini ngavapedzise zvakavakatanga kana akafa ngaachemerwe futi ikoko asijiki
@njalo
@njalo 5 месяцев назад
Haaa murume aijairira ngaagare ku girlfriend ikoko.
@tanakamudimu2922
@tanakamudimu2922 5 месяцев назад
Ehe ngaachengetwe naMagrett murume uyu
@blessedmoyo7855
@blessedmoyo7855 5 месяцев назад
Iwo ma3/4 aya 😂😂😂😂
@patiencematika
@patiencematika 5 месяцев назад
Ngazvigare ikoko akafa tonochemera ikoko futi
@Masibanda-Shumbakadzi
@Masibanda-Shumbakadzi 5 месяцев назад
Wakagona iwee
@leonakachuwa8606
@leonakachuwa8606 5 месяцев назад
Magi ngaapfurire mberi nekuchengeta munhu wake .
@PaulineMirazi
@PaulineMirazi 5 месяцев назад
Varume vanodheerera havo abeg
@preciouspanashe7502
@preciouspanashe7502 5 месяцев назад
Varume munorwadza ndashoko angu
@tanakamudimu2922
@tanakamudimu2922 5 месяцев назад
Plus kugezesa munhu kunorwadza veduwe imi
@tendayigutu5429
@tendayigutu5429 2 месяца назад
KVG you are level headed. This man has 2 wives but the big wife is throwing her husband under the bus. Akuramba murume nekuti arwara but he still the husband.
@ropabanhwa
@ropabanhwa 5 месяцев назад
Mukadzi atone problem I wouldn't even waste my energy sure u waste your time mune munhu who was cheating.. hahaha men are dramatic. Well divorce him please
@isabellalindazifesho6309
@isabellalindazifesho6309 5 месяцев назад
munhamo nemukufara negalfrnd
@ashlynsibiya9462
@ashlynsibiya9462 5 месяцев назад
Mmmmmm pakaipa
@KudziSamakande
@KudziSamakande 5 месяцев назад
Maria harigamuchirike kutora zvinhu zvisirinomal kuda kuita normal
@brendanderere2381
@brendanderere2381 5 месяцев назад
These days muchato u claim what u put ,
@meme36108
@meme36108 5 месяцев назад
Haa ngaaende kwaaidya mari ne küpengesana nhasi munhu akunzi hee baba vevana saka paaiita mabororo iyawo akadii kunzi ndi mai vevana , anatete vakutambira girlfriend meaning they recognize tht relationship kufa or not anongochemerwa ikoko hazvina kana basa
@Miller_media
@Miller_media 5 месяцев назад
Yes from my point of view she was wrong because they approached her First asking her to help out the husband by visiting the traditional healer and she refused and so they had to look for the next person who can put her beliefs on traditional and Christianity things aside so that it has been healed
@delindatatendadziwandi2721
@delindatatendadziwandi2721 5 месяцев назад
So she was suppose to kusendeka mabeliefs ake because of murume Ana hufeve hwakadaro imika???
@ChiedzaMaromo-m3n
@ChiedzaMaromo-m3n 5 месяцев назад
Aaagh mother maida kuti iye aitiswe
@sithokozilechiyungu
@sithokozilechiyungu 5 месяцев назад
Saka akatora here you cannot compromise on your beliefs and principles on someone who doesn’t give a bell about you…. Now vakuda kuita zve n’anga koz arwara?? Would they have considered her dai asina kurwara??? Kufunga a pamatambudziko asi kana zvakanaka no one cares I honestly fell she did what was right tingazode hedu kuti 2 wrongs don’t make it right what what but haiwaaa tarisai baba vemusha zvavakaita… kutora Mari inofanira ku enjoyewa nevana wotengera girlfriend at this point vanenge vangova baba vevana bothering more
@nenakabasa9311
@nenakabasa9311 5 месяцев назад
Maqq
@allennjete69
@allennjete69 5 месяцев назад
The only thing you did wrong was to refuse to share your husband, dai wakasiya Maggie achiroorwa makaita vaviri
@chiedzamasvovere
@chiedzamasvovere 5 месяцев назад
Mr Dobie reads better. this kind of reading you dont engage with the reader
Далее
новое испытание
00:40
Просмотров 91 тыс.
Shocking: Woman Abandons House After Husband's Death
21:25
S07 PaGhetto Episode 17
29:46
Просмотров 418 тыс.