Тёмный

Ex-Husband vs. Ex-Wife | Well-Connected, Abusive Dad Might Win Custody Battle Over Twins | Hot Topic 

STAR FM LIVE
Подписаться 47 тыс.
Просмотров 4,4 тыс.
50% 1

....ndaitorohwa vanhu varipo family yake ichinzwa yakateerera, after apedza kundirova wainzwa mama vakuti “mwana wangu ane hasha manje and haadi munhu anomupindura zvisina basa, dzikama”. The sad part of it is one day I woke up ndichida kuendesa maCV kune imwe company and unfortunately I realized kuti my O level certificate raiva rabvarurwa….

Видеоклипы

Опубликовано:

 

26 июн 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 11   
@nontandochibi6909
@nontandochibi6909 16 дней назад
Vabereki musadaro veduwe now your child is partially deaf muchiti shingirira. Also tell employers about your hearing problems maybe they will write down instructions so you don't miss things. God speed to you 🙏
@samar1359
@samar1359 9 дней назад
nyika yashata guys even the courts acho futy are corrupt speaking from experience. lets not take lightly issue yekuty this well connected guy is abusing his power its happening everyday mumacourts umu
@anitankomo1878
@anitankomo1878 17 дней назад
vabereki vasashingisa vana kushingirira zvimarriage zvenhema izvi nekuda kunzi mwana ari mumarriage
@priscillandoro4014
@priscillandoro4014 17 дней назад
Ummmm mai venyu mainini ka vasadaro zvokwadi chii chinosgingirirwa zvokwadi
@washingtonjairos2909
@washingtonjairos2909 13 дней назад
Ukaramba amai vevana,waramba nevana vacho,there is no way yauchada mango usingade muti wacho
@Gweru_podcast
@Gweru_podcast 16 дней назад
This is a good show
@beatriceyvettewaziliwa3565
@beatriceyvettewaziliwa3565 13 дней назад
My sister chekutanga rapwa dzeve iite zvakanaka then wotsvaga basa n start working for fo yo kids Vana can have yo surname then life goes on murume uyo musiye akadaro u can't force munhu to take care of theya kids Mwari anokubatsira izvi zvekurwisana nababa vevana it Wil definitely waste yo tym n resources uchazoona hako in 2yrs how God heal u
@tindomupondi168
@tindomupondi168 16 дней назад
Dai muchigara muchiposta mahot topic pamwe tosaririra
@Prettyzimgirl
@Prettyzimgirl 12 дней назад
Zvakaoma, i pray God hears you zviyendeke.
@TatendaMugavaneni-mu4ez
@TatendaMugavaneni-mu4ez 15 дней назад
Marriage hakusiko kuguma kwehupenyu ladies ....huh vabereki ngavasadaro so ..kushingirira chii chaicho nhymi ..ih moyo wangu warwadza
@josh_dat-guy4891
@josh_dat-guy4891 16 дней назад
Eish...this is so heartbreaking 🤞
Далее
[RU] Winline EPIC Standoff 2 Major | Playoffs
4:38:55
Просмотров 168 тыс.
HOT TOPIC| How My Wife Got Me Fired At Work.
17:17
Просмотров 4,6 тыс.
3 Tips To Deal With A Verbally Abusive Wife
5:36
Просмотров 1,4 тыс.
Malohat
3:35
Просмотров 80 тыс.
BABYMONSTER - ‘FOREVER’ M/V
3:54
Просмотров 62 млн