Тёмный

Former Police Officer Akabuda Nyoka Mubhachi: Akapihwa Mushonga Wekufushira NeMagaro 

ZimNews Beat Tv
Подписаться 67 тыс.
Просмотров 17 тыс.
50% 1

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Опубликовано:

 

8 сен 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 116   
@mehlulidlamini2383
@mehlulidlamini2383 Месяц назад
Munhu hamumuudze pazere vanhu kuti ndokudzinga tozviziva mari yawanda but respect your workers so that we all respect you in turn.
@user-wf8gk2hz7m
@user-wf8gk2hz7m Месяц назад
Chokwadi ndatosvotwawo
@kennedymsengezi718
@kennedymsengezi718 Месяц назад
But why being rude about chasing someone work that day? Apo ndakushoraiwo munhu anongoudzwa mune zvakanaka it was just a simple error. kungoonesanawo munhu haasi nhapwa veduwe
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda Месяц назад
Ndiyani adzingwa basa
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 Месяц назад
That was unnecessary and uncalled for to the drummer
@gibsontawabarira7394
@gibsontawabarira7394 Месяц назад
Ko iye sei arikuita zvakadhakwa pakazara vanhu.
@enitatrust6933
@enitatrust6933 Месяц назад
Haa sekuru ngavasadaro munhu anoudzwa kwazvo maitiro avo vanekaurude kasina kunaka
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 Месяц назад
Hama Isvikiro riri pawari remozambique harina matauriro aunofunga ndozvazviri even vanhu wachitaura pachimoza unokwanisa kutukwa kunzi chakuti chako ndomaitiro eko hazvinyadzise
@ehlukanidhliwayo748
@ehlukanidhliwayo748 Месяц назад
What's the point yekurespector muroi akapedza vanhu
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Месяц назад
Respect pamuri bodo inga Mukotsanjera anototuka kuti imbwa wani
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 Месяц назад
@@nomsanyika151 on point kkkkkkkk
@ChristineManyandu
@ChristineManyandu Месяц назад
Very rude
@PriscaChapfika-wl8he
@PriscaChapfika-wl8he Месяц назад
❤❤❤❤❤Sekuru Tasvu Mhondoro yenyika you are the best thank you mukoma Robert ❤❤❤
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 Месяц назад
Tasvu na Mukotsanjera zvaizvozvi ndivo vari kurira. 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@phylliskhumalo-lp8mk
@phylliskhumalo-lp8mk Месяц назад
Am number three nayo Ngoma Simba tirikukuona chapupu chatateguru Tasvu
@preciousmatenzenichatukuta7288
@preciousmatenzenichatukuta7288 Месяц назад
Yah! That was Gogo at her best today! 😍♥️ keep coming Gogo, that voice! You’ve been quiet for a little while! 👏🏾🙌🏾
@ceciliamusegedi-jq1me
@ceciliamusegedi-jq1me Месяц назад
Nyamasvisva ❤❤❤❤Mhondoro yedu tasvu taisa maoko isu pwere dzenyu tahwarara 👏👏👏👏Titende nekubatsira vanhu, simba wasimba ini ndonzwa kufara makamubuditsa muhondo hombe
@user-jl2ry4ed2h
@user-jl2ry4ed2h Месяц назад
Sekuru ndinokutendai zuva nezuva panhau ya Simba , munemoyo wakanaka chaizvo
@AdrosiSiyanata
@AdrosiSiyanata Месяц назад
Mai tasvu vakavhengedzera zvisingaite
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Месяц назад
Varikusupporter basa rababa vasiyei life is too short
@oceanmusanhihaaaaanorovang2106
@oceanmusanhihaaaaanorovang2106 Месяц назад
Sekuru Tasvuu mukaitavo respect. Mukomana uyo dai mazomutsiura apake ega.
@ehlukanidhliwayo748
@ehlukanidhliwayo748 Месяц назад
Ngazvitaurwe pano. Varoi vanida kunyadziswa
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Месяц назад
Respect yeiko
@user-bg8pb7jp9y
@user-bg8pb7jp9y Месяц назад
@mamzo38
@mamzo38 Месяц назад
Hukuru webasa renyu ndakauona pana Simba. That became a great testimony for me. Now Simba ato simba avemutano 🎉🎉🎉🔨🔨🔨🔨
@annadzoto6837
@annadzoto6837 Месяц назад
Big the best result Simba his enjoying keep it up Sekuru basa sebasa
@tendaikarubwa4600
@tendaikarubwa4600 Месяц назад
Shoko rekuti ndokudzinga Basa uum rinekakuxzikisira munhu zvinorwadza, respect vamwe
@user-gt4oq1jr5m
@user-gt4oq1jr5m Месяц назад
Umm zvandibatawo shame
@user-xx6eq5ug1t
@user-xx6eq5ug1t Месяц назад
Simba our heroe
@freechipom
@freechipom Месяц назад
Sekuru Tasvu has good vibes i just love him shame apa vanobata basa. Nyika irikucheneswa maybe zimbabwe will change for the better with good leadership
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 Месяц назад
Wayambuka mudhara ,siyanai nawo maporofita anonyepera kuita zvina basa muchidyirwa mari hara,sekuru Tasvu wanopedza dambudziko aiwa Isvikiro remuzvokwadi,mukoma Robert mabasa amuri kubata anotyisa ,urombo zvawo hatina chekukupai
@user-fh3eb7ot4g
@user-fh3eb7ot4g Месяц назад
Sly media zvirongwa zvenyu hazvinzwikwi vanh veny vanotaurir pas,same same na tete Tilder hazvinzwikw itai se Drewmas media louder an clear
@chichy_unseen2545
@chichy_unseen2545 Месяц назад
Nhasi gogo is in the mood ❤
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Месяц назад
Dzadhakwa
@user-oo2bx8wb7j
@user-oo2bx8wb7j Месяц назад
Sure kkkkk
@FranciscakudzieMugwara
@FranciscakudzieMugwara Месяц назад
Love the song Tasvu anobata ega😂😂😂 hoyooo Tasvu
@user-fe9xe1ub8w
@user-fe9xe1ub8w Месяц назад
Munhu anoudzwa penyu mega musadaro varume kubva manyadzisa munhu pamberi pevana tichitoti tirikuonawo musadaro izvi zvashorwa nevana vadiki chaivo
@rambochauke710
@rambochauke710 Месяц назад
❤❤❤❤❤❤❤ Tateguru vakabata mbira waaaaaaaa
@allenhungwe5191
@allenhungwe5191 Месяц назад
Ndafara kuona Simba uye wengozi yaigwesha ari pa Tateguru
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda Месяц назад
Anhuwoye school me ,why zvese zvinobatwa zvichibatwa muma bag embatya
@anorldmutasa873
@anorldmutasa873 Месяц назад
Imbobvunzawo
@albertinachirimhunga9593
@albertinachirimhunga9593 Месяц назад
@@anorldmutasa873 ndinemubvunzo iwoyo hama yangu
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Месяц назад
Ndimo mazvinovigwa ka
@MelissaJays
@MelissaJays Месяц назад
Ummmmm ​@@nomsanyika151
@portiamaruwa4260
@portiamaruwa4260 Месяц назад
Sekuru asi Simba avekamonya kenyu Kani nekuti ndaakuona mhasuru kuti aakutoita ndimbandimba chaiko,❤,mugare kure nemoto sekuru mungaswe ndisati ndakuonaiwo face yenyu "live"😂,rambai muchibatsira nyika ione musunungurwa
@oceanmusanhihaaaaanorovang2106
@oceanmusanhihaaaaanorovang2106 Месяц назад
Kkkkkk iweka
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Месяц назад
Charisi natete Joyce varikurwadziwa
@user-eq6zh6uh4m
@user-eq6zh6uh4m Месяц назад
Ndarita mai tasvu vakurapa,,zvinorevei Hama dzangu
@user-gl4yp1cp7t
@user-gl4yp1cp7t Месяц назад
Kkkkkk hayaa....ini ndakarota Mkotsanjera achindiudza kuti mwana haasi kuita tsvina yese
@PriscillaMudavu
@PriscillaMudavu Месяц назад
Gogo imbodzikamai please vana fuckoff vomotaura avo nezera renyu and pavazukuru ummmm hazvizomyatsoita zvakanaka respect please ndakunyarirai mbuya Tasvu.....musadhakwa kusvika pakurasa muromo kudaro
@MarvellousMoyo-xb3mo
@MarvellousMoyo-xb3mo Месяц назад
Shuwa mbuya vanekakuita kasingaiti,hazvidi pamkadzi watateguru
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Месяц назад
Varikutuka nyoka not munhu
@PriscillaMudavu
@PriscillaMudavu Месяц назад
@@nomsanyika151 Havana kumborambidzwa kutukaba ,TRI kuti ma shoko acho avanotukirira nawo pavanhu hazvidzimai watateguru Tasvu nekuti Ivo sekuru vanenge vachitiparidzira hunhu but mukadzi wavo achirasika kudai
@MelissaJays
@MelissaJays Месяц назад
Ummmm sekuru taurai nemushandi zvakanaka kumudzinga basa kudii pamberi pevanhu ipapo that's not it
@JosephGurudza
@JosephGurudza Месяц назад
Simba wekwangu
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Месяц назад
Hupenyu hwakaoma chokwadi
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 Месяц назад
Ndiamai vangu mukadzi wasekuru tasvu muyera shava
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 Месяц назад
Our sekuru Tasvu
@guvheyamaxrupiyachitsungo
@guvheyamaxrupiyachitsungo Месяц назад
Toenda Guruve
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 Месяц назад
Ini ndakaona kubata pana Simba
@user-jl2ry4ed2h
@user-jl2ry4ed2h Месяц назад
Zvakaoma Tenzi
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 Месяц назад
Tinokumbirawo ma Testimony from varoi ava kuti tizive kuti zvakaperesesa here havacharwara here
@gibsontawabarira7394
@gibsontawabarira7394 Месяц назад
Sekuru vanopedza bhora shamwari.
@faraimutsetse4043
@faraimutsetse4043 Месяц назад
kkkk vamayaya kaaaaa
@CalsonMakwiringwi-vk5uc
@CalsonMakwiringwi-vk5uc Месяц назад
Pakaipa muchinda wengoma accept inotambika mu life unopedzisira woitya ngoma chaiko kkkkkkk
@tawandachipomho3825
@tawandachipomho3825 Месяц назад
Anoridzawo zvekakuvhengedzera
@DoitMaphosa
@DoitMaphosa Месяц назад
Yoooh
@rambochauke710
@rambochauke710 Месяц назад
Tasvu 1 Tasvu 1 Tasvu 1 Magaya zero 0000000000000000000❤❤❤
@lindiwemwadzinga5924
@lindiwemwadzinga5924 Месяц назад
Kkkkk zero magaya
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h Месяц назад
Varoyi zivai pokuedza munokuvarira mahara nokuti sekuru Tasvu havana kuchipa .musadherere Tateguru
@SophiaMasuma-dp9ym
@SophiaMasuma-dp9ym Месяц назад
Ndatanga nhasi manjemanje pa 60 thaaza
@lindiwemwadzinga5924
@lindiwemwadzinga5924 Месяц назад
Anamagaya hre kupedza nguva
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Месяц назад
Haaa zvakaoma zvehupenyu
@RichardNcube-j2m
@RichardNcube-j2m Месяц назад
Camera men please todakuona parikusechiwa please
@simonchimezie5209
@simonchimezie5209 Месяц назад
Tasvu anopedzera varoyi one tasvu ,tasvu one maone ayo
@takesure9579
@takesure9579 Месяц назад
Robert ipa munhu anogona kushandisa camera kana usingagone
@AmandaNyuruka
@AmandaNyuruka Месяц назад
Tasvu 1
@silascheyinacho978
@silascheyinacho978 Месяц назад
Ndiiiii ndapindirawo fambai nacho chimuti muroyi ngasukurudzwe
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu Месяц назад
😂😂😂Iwe zvakaoma hazvo
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 Месяц назад
Simba yanjanji chaiyo
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda Месяц назад
Ko nyoka idzo dzongogara mumbatya chete here
@unity9896
@unity9896 Месяц назад
😂😂😂😂😂 iwe chingotarisa chete
@albertinachirimhunga9593
@albertinachirimhunga9593 Месяц назад
@@unity9896 ahhhh zvinotondinetsawo
@mellanyaningwe878
@mellanyaningwe878 Месяц назад
Iwewe soo ndofunga kuchikoro ndimi team raive riri mu special class 😂😂😂😂
@user-xj5ut5rx2p
@user-xj5ut5rx2p Месяц назад
​@@mellanyaningwe878😂😂
@user-xj5ut5rx2p
@user-xj5ut5rx2p Месяц назад
Gogo nhas vakati imwei ndari😂😂parikufaya
@joemakerdzawo5586
@joemakerdzawo5586 Месяц назад
1 Tasvu
@Mabatho-ds6vd
@Mabatho-ds6vd Месяц назад
Tinotenda tateguru tasvu rambai makadaro singariwedzerwe ayiwa kungoona simba chete tobva takuzivai kut ndimi sekuru👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏❣️❣️❣️❣️❣️❣️❣️❣️❣️💖💖💖💖
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc Месяц назад
Haaa pavolume maakutikanya mkoma Robert 🤦‍♀️
@BeatriceZhou-lr6fg
@BeatriceZhou-lr6fg Месяц назад
Nyika yakatakura kurema
@simonchimezie5209
@simonchimezie5209 Месяц назад
Tasvu tasvu chinopedza chisekuru changu ichi mahorror
@user-so6zh9ig2s
@user-so6zh9ig2s Месяц назад
Kwa Tasvu unopihwa mudzepete ukatanga kuhumana wozopepuka pave paye ....... Caution..Beware...
@gibsontawabarira7394
@gibsontawabarira7394 Месяц назад
Ukuteerera chief mutasa. Chokwadi ndechekuti hausati vabatsirwa naye. Uyu anotokuudzai muroyi wenyu direct. Takabvako zvinhu zvakabatwa so far maBusiness edu avhurika zvisingaite. Uyu munhu uyu anopedza bhora uyu.
@user-so6zh9ig2s
@user-so6zh9ig2s Месяц назад
@@gibsontawabarira7394 Nyaya yekudhakisa vanhu zve iyi ndoyanotyisa plus Hanz anongobata nyoka. dzakafanana kwese kwese.....is tetakitotyira kure .... thank God kana makabatsirwa zvikafamba
@gibsontawabarira7394
@gibsontawabarira7394 Месяц назад
@@user-so6zh9ig2s kune mishonga inoshanduka kuita nyoka iriko. Asi isusu hatina kubatirwa nyoka kwakabatwa dende raiwa rinemazita evanhu wese. Tasvu harisi tsotsi but anodhura chaizvo.
@lindiwemwadzinga5924
@lindiwemwadzinga5924 Месяц назад
​@@gibsontawabarira7394was waiting for this comment ndirimunzira
@lindiwemwadzinga5924
@lindiwemwadzinga5924 Месяц назад
​@@gibsontawabarira7394imbori mariiko veduwee ndiudzeiwo
@ChipoMashonganyika
@ChipoMashonganyika Месяц назад
Tapocha tashaya
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 Месяц назад
Woona rimwe roti manyepo kkkkk mweya yetsvina
@emiamushambi1050
@emiamushambi1050 Месяц назад
Zvakaoma hazvo kutofamba nenyoka hr imi
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda Месяц назад
Vanoti drama Vaya taurai tinzwe I drama hre iro
@Kanyisez
@Kanyisez Месяц назад
😂😂😂😂 ane ka pet kake mubhachi
@wilsonmabhizamabhiza2867
@wilsonmabhizamabhiza2867 Месяц назад
TASVU NDOZITA RIRIPA CHITUPA HERE NDODA KUZIVA
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Месяц назад
Aah Tasvu ndivo svikiro
@user-tv3wb3mn6x
@user-tv3wb3mn6x 13 дней назад
😂harisi nderebsa iro ka handiti Vose mazita avanishandisa vamwe ndeekupiwanavanhu senge avo vanoti Chigochamazizi vanoti Ivo vayibatavaroyi uye varoyi vayitumira mazizi Ivo vobata vachiwakanda mumoto ndopakazobva Zita iroro
@baxterthetraveler
@baxterthetraveler Месяц назад
Saka muri kuti hupfu hune simba here?
@kandariraanna
@kandariraanna Месяц назад
Kkkkkkk hupfu huri wega here iwowu
@Mabatho-ds6vd
@Mabatho-ds6vd Месяц назад
Hupfu ndihwo hunoshandiswa nemabvakure kunyanya
@AdrosiSiyanata
@AdrosiSiyanata Месяц назад
Dzikamisai hana mai tasvu
@gibsontawabarira7394
@gibsontawabarira7394 Месяц назад
Unenge wakasanganiswa nemushonga
@user-cu7ci8ud5j
@user-cu7ci8ud5j Месяц назад
Varoyi mucgarega henyu kuroya tavanana sekuru vakawanda muchasiya henyu kuroya ikoko
@FranciscakudzieMugwara
@FranciscakudzieMugwara Месяц назад
Love the song Tasvu anobata ega😂😂😂 hoyooo Tasvu
Далее
Manjuzu PaTateguru Tasvu Huya Uzoona
1:10:39
Просмотров 9 тыс.
Я ЖЕ БЕРЕМЕННА#cat
00:13
Просмотров 422 тыс.
Fake watermelon by Secret Vlog
00:16
Просмотров 9 млн
кого отпустят гулять чееек
00:53
Я ЖЕ БЕРЕМЕННА#cat
00:13
Просмотров 422 тыс.