Ini ndakabva kure ndichikufarirai Mr Zhakata, i remember ndiine 6 yrs ndakatamba the mugove song vanhu vakamira hoo pamuchato and kubva ipapo that song ndoida zvisingaite. Makagona pakuonawo maitiro arikuita madzimai nehushingi hwatave nahwo i beleive shoko iri richasvika kuvamwe vedu. keep it up.
Uyu munhu anotoda life in jail bcz haangamboite zvakadero so... Sure sure makore ese aya tichiita kunge tirinherera mumangoma munhu ozobudikira nhasi kkkk well done father