Тёмный

Mabvuku Tragedy : Mwana ane makore 9 akadonha achibva afa achitiza zvigure 

Destiny TV
Подписаться 76 тыс.
Просмотров 75 тыс.
50% 1

Mabvuku; Mwana ane makore 9 akadonha achibva afa achitiza zvigure

Опубликовано:

 

19 май 2023

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 533   
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Год назад
Ungaitira culture yako muPublic Road here? Kune mhuri yemuZimbabwe yakambo ita BIRA rayo muRoad? This culture must have been stopped (or at least regulated) a long time ago dai vana Mugabe nana ED vanga vasiri vanhu vezvigure zvecho.
@TendaiMaru
@TendaiMaru Год назад
Kkk kkkk ndikurwadziwa nemwana hangu but wandisekesa hanzi dai vana Mugabe nana ED vangavasiri zvigure zvacho kkkk kkkk you have a point it's true very very true
@EleceYesaya-if6bg
@EleceYesaya-if6bg Год назад
Zvigure takakura zviriko n kna uchiti culture muroad wat do u mean even vechurch vanofambira pai hanti muroad here ,,,pane zvakaitika pamwana uyoo chete
@africanoracle9272
@africanoracle9272 Год назад
​@@EleceYesaya-if6bg zvigure zvityisa veduwe ,she had a heart attack achioona ,vekuchurch havafambi vachityisa vanhu muroad neshamhu and those weird costumes they put on
@TawandaFarai-cw9iz
@TawandaFarai-cw9iz Год назад
RIP Maka, Endai kwa Sekuru Tasvu vanochidaidza chigure ichocho
@patriciamasengere581
@patriciamasengere581 Год назад
Ngavadzokere kumusha kwavo kuMalawi rest in peace aMakanaka
@beatricepedzisa6144
@beatricepedzisa6144 Год назад
Imagine kutouya nezvigure zvavo muno nxa ndabhohekana
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 Год назад
Zvigure zvakauraya mwana zvine mushonga 😢..rest in peace maka
@user-rt6pl3im4x
@user-rt6pl3im4x Год назад
Yaaaa ngazvibhaniwe
@hdcee4620
@hdcee4620 Год назад
I am an adult and a mum but am terrified of them. I think that culture needs reviewing in accordance with our rules as Zimbabweans. RIP Maka❤
@auxilliachiwanika8001
@auxilliachiwanika8001 Год назад
Me too even in my forties am still afraid of zvigure
@soniachinoona7571
@soniachinoona7571 Год назад
@soniachinoona7571
@soniachinoona7571 Год назад
@soniachinoona7571
@soniachinoona7571 Год назад
@cleofay9346
@cleofay9346 Год назад
Shame zvinorwadza izvi zvigure ngazvibhaniwe zvine basa reiko nxaa. RIP Maka💔💔
@fmatsveru
@fmatsveru Год назад
So sad! I am over 50 years old and I am scared of those things. I hate them with a passion!
@rejoiceenock48
@rejoiceenock48 Год назад
Rest in peace Maka ,asi zvigure ngazvibhaniwe muZim hatitozvidi zvamuchose 😢
@Pessiamystic05
@Pessiamystic05 Год назад
@Rejoice in as much as a lot of people would support your motion of getting banned altogether in Zim especially given the fact that it's predominantly a Malawian culture,but the problem is that we as Zimbabweans have embraced the gure culture with our culture for a very long time and unfortunately it won't be easy to just ban them just like that and in a weird way it's like how he Americans have embraced their gun culture and it has come at a huge cost coz since they made it law that everyone has a right to bear arms but it sometimes ends up in the wrong hands and thus almost every week in America there's a shooting and to try and get on top of it now is kinda too late as there is also huge amounts of money to be made in dealing with ammunition and back to the Zim situation I don't think it would be easy to ban zvugure altogether but I think the Ministry of Arts and culture should come up with some sort of legislation that zvigure should not be allowed to pass through the streets on their way to a designated venue or arena at a particular time and those that enjoy that sort of entertainment should make their own way to those venues limiting the zvugure access to the greater public as not everyone is into that type of entertainment coz their regalia inotyisa even to some adults let alone young children.idk, just a thought and hopefully it could minimise such tragedies like the one that befell Maka.
@SabeloNcube-nq4uk
@SabeloNcube-nq4uk Год назад
Zvigure chii nhai ndarasika hangu
@cdechirume2979
@cdechirume2979 Год назад
Child could have had an undiognosided heart problem. Free post mortem won't show that.however I am a grown up man now but grew terrified about zvigure. We grew up hearing zvigure are out to kidnap you. Only now I know it's malawi culture. Remember my dad telling me to go have a bath coz I would be looking like chigure with dirt all over my legs. Trust me that would make me run to the bathroom coz no-one wanted to look like chigure😅
@chishongo1
@chishongo1 Год назад
Post mortem would have detected. Hakuna zvakadaro. I buka iro . Vana havachapiwi mishonga yechivanhu yebuka saka akavhunduka. Zvigure NO muZim please
@godwinhwata3735
@godwinhwata3735 Год назад
cde chirume munowanikwa kuno futi
@ellenmashava215
@ellenmashava215 Год назад
Honestly this is very painful. A young life taken in such a manner it's very heartbreaking may God comfort this family in such tragic moments in Jesus's mighty name Amen. May they find peace and healing for the bible say let the children come to me for the kingdom of heaven is theirs. May the government take certain messures in this so called gule cultures b4 we lost another life in this painful manner
@taongamafara6295
@taongamafara6295 Год назад
God be merciful on us. Goverment must ban these things.
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Год назад
Ban what really?
@letwinmurindagomo4158
@letwinmurindagomo4158 Год назад
Vanhu vezvigure vane mishonga too much, kumaprazi uko zvinotopfekera kumakuva
@lovethgwaze
@lovethgwaze Год назад
Mukaona zvigure kombai murove hapana zvinomboitika kwedu zvakambofamba zvichirova vanhu zvikarohwa zvisingaite nevanhu vese muraini zvikamukira kuchipatara
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 Год назад
😂😂😂 taura hko zvoda kurohwa but ini ndozvitya hangu ndikazviona ndoita kuoma chaiko
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Год назад
Ini ndiri munhu mukuru but ndinozvitya zvisingaiti
@tanakays3702
@tanakays3702 Год назад
asi nhai@Destiny tv imi munoona here zvichiita kuita interview kuvanhu varipakuchema hazvigoni hre kumira up until rufu rwapera ungoriwo muono
@user-uv9xh3be7p
@user-uv9xh3be7p Год назад
Zvigure ngazvirohwe ,RIP Makanaka 😭😭
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Год назад
RIP Makanaka , this is sad , so sorry to the family.
@agnessmakuvise4556
@agnessmakuvise4556 Год назад
So painful. Batai zvigure murove vanodherera vanhu avava
@chishongo1
@chishongo1 Год назад
Pasi negure mu Zimbabwe. Hatichatozvidi zvachose.. nxaah that's devilsh!
@jescaff4
@jescaff4 Год назад
Ngazvirohwe zvigure zvikawanikwa zvichivhundutsira vanhu zvigure ngazvigare kwazvinotambira ikoko kwete kungomhanya mhanya pese pese
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 Год назад
sure zvigure zvoroya dai paiswa mutemo kt ngawagare kwawanotambira
@memoryncube8391
@memoryncube8391 Год назад
Zvigure back Malawi please
@primeroseamisi5368
@primeroseamisi5368 Год назад
True they must go back to where they come from
@beatricepedzisa6144
@beatricepedzisa6144 Год назад
Sekungodzingwq kukuitwa mazimbo kuSa ivo ngava3ndewo kunyika yavo nxa
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 Год назад
She died from shock and mistake yakaitika ndeye kuswera kuteererana nezvigure instead of doing shock first aid vachitomhanya naye kuchipatara
@blantinambewe1096
@blantinambewe1096 Год назад
Chokwadi ...tinoda dzidziso yefirst aid
@marinongundu-ls3bz
@marinongundu-ls3bz Год назад
Vanhu Ava ngavadzokere kunyika kwavo zvigure varoyi
@dakawangu4490
@dakawangu4490 Год назад
Vanobva kupiii
@nyaraitapoka9303
@nyaraitapoka9303 Год назад
Makutangawo xenophobia
@catherinechakamanga7428
@catherinechakamanga7428 Год назад
Ende futi hupenyu wemwana kutoenda nokuda kwechigure kana ini ndinotya zvigure mmmm ende zvakaoma 😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Год назад
One of the saddest stories I have heard about human death in my life? But why are we always reactive as a country, or government in particular? Vanhu vezvigure vagara vanotora nzvimbo (may be even nyika) kuita yavo panguva yoga-yoga yavanoita zvinhu zvavo izvozvo. We know kuti kana vachimhanya nema weapons avanotakura vanotorova vanhu vanozvifambira munzira vasineyi nezvigure zvavo. Why must that be ever allowed to happen in a free country? Totambudzwa nenyaya yekuti Mugabe ainzi ndewe kuMalawi here shuwa??
@julietmarange8410
@julietmarange8410 Год назад
That must be banned it's a nonsense kana zvaive zvekuti Mugabe was from Malawi now Mugabe akafa ngavachizvisiya
@dakawangu4490
@dakawangu4490 Год назад
Izvo zvinobvumidzirweiko zvinhuzvinotyisa kudaro me too um scared of them
@emildahmbera-fd2bj
@emildahmbera-fd2bj Год назад
Rest in peace Maka,zvigurwe zvakachekeresa mwaana izvo ngazvimiswe muzimbabwe
@SassyQBs
@SassyQBs Год назад
I feel so so for mama vaMaka imagine kuzongofonerwa kunzi mwana afa Uri Joni.
@ellenchikwenhere1380
@ellenchikwenhere1380 Год назад
Imagine zvakaoma
@maudgunda4353
@maudgunda4353 Год назад
And fut zvinorwadza chokwadi
@ginahnyabvedzi1390
@ginahnyabvedzi1390 Год назад
Ndarwadzirwa mai Maka
@tindo8745
@tindo8745 Год назад
My deepest condolences to Makanaka’s family.May the almighty give you comfort and strength during this difficult times .
@sarahelvas-dq3qm
@sarahelvas-dq3qm Год назад
Zvigure varoyi chaiwo
@felistasname9468
@felistasname9468 Год назад
Zvigure must be banned
@PrimroseDube-fp9ge
@PrimroseDube-fp9ge Год назад
Exactly
@Pessiamystic05
@Pessiamystic05 Год назад
MHSRIP such a sad story and Mwari ngavakunyaradzeyi munguva inorwadza nekuwoma,but given the gure culture kuti vanhu vano batabata zvemishonga,I can't shake off the feeling that Maka could have been a sacrifice coz according to the sekuru she ran and stood by a lady wemusika who assured her that they will just passby without incident and yet when she turned around one of the gure was suddenly standing behind her and coupled with the fact that the post-mortem failed to identify the actual cause of death so it's a bit of a tricky situation given the nature of their use of different types of mishonga of a black magic type.I don't know but mawonerowo angu.Nema shoma iwayo famba zvaka aka Maka uzorere murugare ndarwa dziwa zvikuru coz she was such a young innocent child that was at the wrong place at the wrong time and didn't deserve to exit the world like that asi ndiyo nzira yedu tese and kana nyadenga vatonga there's nothing much we can do.
@nancyplace2574
@nancyplace2574 Год назад
Kudhara zvigure zvaifamba nevanhu vaizvitungamirira zvisingamhanye zvichitevera muridzi wehosho vanhu vakushaya hunhu
@C.Z-fj8dk
@C.Z-fj8dk Год назад
People should be taught CPR . She could have been resuscitated. Very sad mazivanhu anotyisa iwaya ngavamiswe
@veronicamanda5070
@veronicamanda5070 Год назад
I second you,they should have tried CPR,it could have helped 😢
@tracyfurarukeni5546
@tracyfurarukeni5546 Год назад
Ngavarambidzwe ngavaitire kunyikakwavo zvezvigure
@EleganceBuhle
@EleganceBuhle Год назад
Government must stop this zvigure thing it's nonsense makanaka is gone forever .she is no longer come back because of culture from another country no maan
@marthamugagami4966
@marthamugagami4966 Год назад
Shem zvorwadza shuwa pasi nezvigure munyika medu muno ngazviende kunyika yavo kumalawi uko RIP makanaka
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 Год назад
Zvigurwe must be banned in Zimbabwe, we are not achimwene isu
@mandlovunumber1163
@mandlovunumber1163 Год назад
Ivo vezvigure vacho ndino vashora pakuti vanongoita chivanhu chavo muma streets, inga isu patinoita mabira edu tinoitira mudzimba kana kumamisha or kugomo. Kana zvanetsa zvigure zvacho ngazvibve munyika medu.
@florencesibanda6045
@florencesibanda6045 Год назад
Very sad Its true our Culture in Zimbabwe hatina zvigure ngavachifamba husiku havo aaaaa.
@brightmawoko4600
@brightmawoko4600 Год назад
Dai vakaedza mouth to mouth resuscitation early 😢
@joysibanda9372
@joysibanda9372 Год назад
Vanojairira kuzim vanhu vekumalawi sei kuno kusouth sei vasingaiti
@chipochoto8525
@chipochoto8525 Год назад
Ko chaive chaakuitei kuseri kwake chaiona kuti mwana arikutya chifanirwa kusungwa
@goldensomenow737
@goldensomenow737 Год назад
Zvigure ngazvisafambe muroad mhani aaaah zvorwadza izvi,zorora murugare Maka,mwari anyaradze mhuri yakarasikirwa.
@gloriasithole2206
@gloriasithole2206 Год назад
Rest in peace maka😭zvigure ngazvirohwe pese zvabudikira
@beekays436
@beekays436 Год назад
Zvigure zvacho ndezve zanu here ngazvidzokera ku Malawi. Nyika yawora iyi, zvinorwadza, just ban this garbage hezvo. Vamwe vachitetena gold renyika imi muchingoita zvezvigure, maporofita, aah anaED vakaroya Zimbabwe yese. No post moterm was conducted apa not educated about rights etc. Nobody care anymore. So incenced by this tragedy.
@blessingjoseph3556
@blessingjoseph3556 Год назад
Yeah pakaipa, pamwe chaakaona sandi chigure, RIP my angel
@dakawangu4490
@dakawangu4490 Год назад
Ndezveiko zvigure zvacho
@leticiandlovu3823
@leticiandlovu3823 Год назад
What is chigure? Pliz
@bigmama973
@bigmama973 Год назад
Ko ivo vaityisidzirei vana zvigure zvakauraya mwana nhy culture yavo ngavaitire pamba pavo
@gabrielmoyo6978
@gabrielmoyo6978 Год назад
Am now 37yrs growing in mabvuku asi takakurira munhamo nezvinhu izvi till now I got their spiritual attack ndinototiza vamalawi kuno ku sa kwandiri really I hate them
@SencikrashiyaKachidza-dr5tq
Please zvigure ngazvivhariswe because zvinorwadza kuti mwana akura zvakanaka ozifa asinakurwara zvinorwadza ini nditori nemwana anodzidza paEast wise akangofa kutaura chokwadi inindinodzorera
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 Год назад
Mmmm zvigure varoi ndozvakauraya mwana zvivaroi izviii
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Год назад
That's not true itwas misfortune
@zodwadelani630
@zodwadelani630 Год назад
RIP Makanaka fly high angel 🕊🕊🕊🕊
@tadiwapinto-pj6gt
@tadiwapinto-pj6gt Год назад
The gorvement must do something hazvifanire kuitirwa mumaraini zvezvigure cause kuvana zvovhundutsa
@MaggieMombe
@MaggieMombe Год назад
Zvigure kumalawi kwete kuti pedzera vana munyika medu tapota
@VickieAdams-nc5kd
@VickieAdams-nc5kd Год назад
ini ari wangu ndozvipisa zvese zvigure zvacho. kungoona akapfeka chigure chete ndotochipinza biz shit dzevanhu . kungofamba nepeturu ne machisa
@morllenzondani66
@morllenzondani66 Год назад
Kkkkkk unotozoseka chete
@teem9902
@teem9902 Год назад
Ngazvibhanwe please and zvinoda sterek kutotyisidzira, I'm heart broken
@FatsozuluKondwelani
@FatsozuluKondwelani Год назад
Hongu mwana akatiza zvigure nekuti ndozvaionekwa asi pane chakahwanda nechigure chakanyangira mwana.
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 Год назад
Wapedza iwe
@user-we2es1lz6r
@user-we2es1lz6r 10 месяцев назад
Asi gogo dai makamumbundira zvimwe deno asina kufa shame rest in peace makanaka
@fortunatekwindima7372
@fortunatekwindima7372 Год назад
Zvigure ngazvibhanwe mhani this is so heartbreaking
@cleopaschama711
@cleopaschama711 Год назад
Waiting patiently for the next episode ❤❤❤
@BothyMutiracha
@BothyMutiracha Год назад
Murikutadza mhanyisa Ed ere gule wamkullu🙏🙏🙏🙏
@user-ht9rg3os3w
@user-ht9rg3os3w Год назад
Zvigure ngazvirambidzwe muzimbabwe dhemeti
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 Год назад
Mwana anogona akange ane buka pakuvhunduka kwaakaita ndokwakaita adonhe.😢😢😢😢Zvakaoma
@norestmasuku3981
@norestmasuku3981 Год назад
zvigure must be reprimanded. Remember zvine mushonga futi. Ndazviperere kumupanda not everywhere
@user-nl2tp5tj6k
@user-nl2tp5tj6k Год назад
So sad,rest in peace Makanaka
@mahwe-nt2de
@mahwe-nt2de Год назад
Akatodyiwa nezvigure varoyi vanhu ava
@PrimroseDube-fp9ge
@PrimroseDube-fp9ge Год назад
Issue is this is Malawian culture we are Zimbabweans they must go to Malawi simple
@Smoyo
@Smoyo Год назад
Changa chiri paseri pake choda kusungiswa aaa muroyi waani iyeye kuuraya mwana asina mhosva
@fungienyilika3769
@fungienyilika3769 Год назад
Zimbabwe Dai kwaitwa dzidziso re CPR. Mwana uyu aigona kupona.
@nyariefaithpabs6756
@nyariefaithpabs6756 Год назад
Zvigure must be banned 😭
@anniekurewa878
@anniekurewa878 Год назад
Zvigure zvinourireyi muvanhu ini I'm 46 but I was scared to death pandakachiona I hate this thing
@emilybuluma8649
@emilybuluma8649 Год назад
Nhayii mbuya matadzawo kunovigawo mwana akafira pamusika penyu hre
@PrimroseDube-fp9ge
@PrimroseDube-fp9ge Год назад
And atina zvigure say it again my brother hurumende must take action it's painful kuruza mwa. mwana shuwa because we will end up becoming violent tovarova
@tafadzwamachiri2313
@tafadzwamachiri2313 Год назад
Zvigure must be banned zvaka sacrificer mwana
@monicamuzungu8022
@monicamuzungu8022 Год назад
Inu PANO munhu mukuru ndakambodonha ndasangana nazvo.kuapworth zvichibva koviga umwe wawo hiii ndakazopatika ndava mushop ndozvitya nanhasi
@dakawangu4490
@dakawangu4490 Год назад
Asikana 💔😭😭REST EASY MAKANAKA
@elizabethaaron1120
@elizabethaaron1120 Год назад
Ngavasungwe vanhu vezvigure
@ernestdzrusoso4104
@ernestdzrusoso4104 Год назад
Zvigure hadzisi tsika dzedu .uye uroyi hwe Zambia ne Malawi . Asi hurumende yezvigure haisungi uroyi ruripachena
@catherinemusiyiwa7023
@catherinemusiyiwa7023 Год назад
Fly high Maka You have joined the angels MHSRIP
@evergracemavunga7565
@evergracemavunga7565 Год назад
Very sad rest in peace 💐💐
@bigmama973
@bigmama973 Год назад
Very sad ko iye akatendedza culture yevamwe munyika yedub ndiani zvigure varoyi ava vanhu vanodya nyama mbishi
@praxchims1449
@praxchims1449 Год назад
Zvinorwadza zvikuru 😭😭, nematambudziko kumhuri ya Makanaka.
@SilivahSibanda
@SilivahSibanda Год назад
Ende vakatooona vana vanhu vezvigure vanoita manyemwe kumhanyisa vana vadiki
@clymoremuchandisiye1382
@clymoremuchandisiye1382 Год назад
RIP Makanaka,my condolences to the family😢
@eddiemuzavazi9932
@eddiemuzavazi9932 Год назад
Rest in peace 🕊️ Makanaka. This is so heartbreaking.
@rudomusami6508
@rudomusami6508 Год назад
Zvigure varoyi izvi hatizvidi isu muno
@fungisaidambanemwiya6032
@fungisaidambanemwiya6032 Год назад
Zvigure varoyi bvunzai Enock naWalemba.
@petechinake6193
@petechinake6193 Год назад
Zvigure hazvina kutanga nhasi kaaa izvi zvakabvira kare Zimbabwe yese zviriko vanhu vemumusha wemwana ngavafambe vagadzire musha wavo zvigure hazvina mhosva apa
@NyajenaAshley-ve6it
@NyajenaAshley-ve6it Год назад
Shame soo sad rest in peace Maka ..my deepest condolences to Makanaka's family famba murugare 😭😭
@FlorenceGurure-mk8cd
@FlorenceGurure-mk8cd Год назад
Mhsriep . So sad indeed . Zvakaoma chokwadi mhuri ngainyaradzwe naJehovha
@tafadzwaderemete-og2nt
@tafadzwaderemete-og2nt Год назад
Ngazvivharwe zvigure muZimbabwe full stop
@julietmarange8410
@julietmarange8410 Год назад
Rest in Peace daughter but MuNyika medu hamuna culture yezviGure ngavadzokere kumusha kwavo
@PrimroseDube-fp9ge
@PrimroseDube-fp9ge Год назад
I really hate what they do kumanya mudzimba dzevanhu korova vanhu neshamu it's bad they must go back to their countries isusu atina barbaric culture
@ivymugano5377
@ivymugano5377 Год назад
Shame Rest in peace Maka
@ashantikatandika8287
@ashantikatandika8287 Год назад
Shame so sad 😢...RIP baby girl 🙏fligh high Angel🕊️🕊️
@tarirobhunu131
@tarirobhunu131 Год назад
Zvigure zvoda kusungiswa guyz ini zvakanditandanisa ndiine nhumbu ine 8 mnths ndikaita sendichafa aiwa ngazvisungwe
@mekong7529
@mekong7529 Год назад
mufesi ane woolen hat English Bundle was on point
@morllenzondani66
@morllenzondani66 Год назад
Zvigure zvinojairira vanhu unoona zvichimhanya pakati pevanhu zvisina kupfeka apa nezvishamhu,dai makazviitira inini ndaikupisirai kuchimupanda chenyu ikoko
Далее
N'ANGA DZORATIDZANA MASIMBA PADARE RASHE SANYAMAROPA
50:23