Тёмный

MADZIWA: Asati Adya Bota Pakabva Pabatwa MaMessages NeMurume Wangu 

ZimNews Beat Tv
Подписаться 74 тыс.
Просмотров 3,9 тыс.
50% 1

Опубликовано:

 

25 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 13   
@hazvineimbwezo-9564
@hazvineimbwezo-9564 День назад
Ko sei maidimbudzira hamusi reliable
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 День назад
Saka mamwe matare ese eku Mash Central basa ravo nderekutonga chihure chete. Hapana dzimwe nyaya.
@ChipoMponde
@ChipoMponde 2 дня назад
Mambo wane experience yekutonga nyaya dzechihure ,coz ndiyo Theme yedare rawo
@kudakwashekadzinga7504
@kudakwashekadzinga7504 День назад
Kkkk chikoma chaiswa confusion100dollars yekukwereta wonzi inhenda muranhu 😂😂😂 uchitoti yapera onzi mombe 3😢😢
@FungaiChikomo
@FungaiChikomo 2 дня назад
Thank you mambo, mamupa mari kuti imi muzonetsane naro benzi ririkuti harina $100 richigona kupara mhosva. Mhosva inoda kupara kana uchiona kuti wakasimba papfuma yepasi pano kkkkk
@michelleboko2875
@michelleboko2875 2 дня назад
Varume vanongozvipinza busy vega ko kutsvaga asina murume... Ipapa unenge uri wanga zvako wakutopfumisa munhu nekutorara naye hauna
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 дня назад
Ko mkoma Robert hamuchaenda kwamambo Masembura sei
@GudoChikomo-vs8ix
@GudoChikomo-vs8ix 2 дня назад
Bmni siyanai nepfambi iyi inokonzeresa nyongano nevavakadzani
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 дня назад
Ko kuzocutter isati yapera ndokuitasei manje
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 2 дня назад
Pfeeeeeee ndawapoooo
@NatashaHweru
@NatashaHweru 2 дня назад
Mbuto irikudyiwa kunze uko 😂😂😂😂😂😂😂
@EdmoreKucherera-nw3rg
@EdmoreKucherera-nw3rg День назад
Mbuto 😂😂😂
Далее
BUSHU: Murume Akanodya Pfuma Yemwana NeGirlfriend
18:15
MUTOKO......SEKURU MUKOTSANJERA PFACHA PAMASAWA
44:13
Китайка и Пчелке Холодно😂😆
00:21
Three NEW MAPS in Update 0.31.0 Nightmare | Standoff 2
01:48
Update on Madzibaba Ishmael: DNA results out
31:27
Просмотров 20 тыс.
Mutendi we ZAOGA anovhara muchembere mari zhinji
57:34
Ndiwo mafiro adzakaita mbudzi
38:06
Просмотров 881
Китайка и Пчелке Холодно😂😆
00:21