Тёмный

ZIMUNYA: Viral Video, Baba VeMwana Votaura Kuti Love Yacho NeMukadzi Uyu Ma-One 

ZimNews Beat Tv
Подписаться 74 тыс.
Просмотров 11 тыс.
50% 1

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Опубликовано:

 

20 окт 2024

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 70   
@TindoMadzama
@TindoMadzama 19 часов назад
Mwana uyo haana kufa here.kosei vanhu vachinyepa nhaimi
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 6 часов назад
Kamukadzi aka imbotipai kuno
@MabrayMachaka
@MabrayMachaka День назад
Mukadzi uyu Ari wrong, akaramba kuroorwa nemurume nekuti ane mukadzi wake but paakadanaba naye akasvika pakuita kumba ayitoziva kt ane mukadzi, kana ayida zvemujolo akazoita mimba cei, chandinoona ndechekuti mukadzi uyu spirit yakaipa mweya wehumhondi kurova mwana nedanda rakadaro achirova musana kureva kt ayida kuuraya ende kwazvakabvira mwana uyu achishungurudzwa hatikuzive ,anoda kuchengetedzwa mwana uyu kt ave safe ararame hupenyu hwakanaka kwete hwekushungurudzwa, haungapdzere shungu pamwana kna wanetsana nababa vake nekuti mwana haana chaanoziva, kana ayitamba kupa murume mwana achitya kt anonoshungurudzwa ko now zvava zvipi iye Mai vacho vemwana akutoponda mwana wake nedanda rakadaro zvinorwadza chaizvo💔
@EnettyGadzi
@EnettyGadzi День назад
Yaaaa izvi hazviko ndodzinonzi mhepo chaidzo yoooor kuponda mwana ane 11moth😢😢😢😢😢😢😢ndipeio hewo mwana uyu
@chipokambanje7044
@chipokambanje7044 День назад
PaZim Newsbeat tinodzifambira
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo День назад
Thank you
@ShirleyShirley-s2b
@ShirleyShirley-s2b 5 часов назад
Mukdzi ange afunga kuuraya mwana aende kichihure .. hapana zvekut depression apa kutaka mwana nedanda tisamunatsa aingifanira kumbogara kujeri kwemwedz mina
@ganyaz
@ganyaz 2 дня назад
mkadzi ndeve Ngozi uyo !! thats not normal zvaakaita izvo kurova mwana wake ane 11 months like that !!
@EverMudungwe
@EverMudungwe 2 дня назад
Iya haisi shamhu ihuni kana danda mukadzi muroyi ungarove mwana ane 11 months ne huni
@PatienceMburuma
@PatienceMburuma 2 дня назад
Mai ava mukati dziri ryt ryt kurova mwana ane 11 months
@ClarahMakusiro-nv9ue
@ClarahMakusiro-nv9ue 6 часов назад
Wakashaya moyo wokubereka mwana uyu shame . Ndine hurombo naye ane mweya wetsvina chaiwo anotoda kunamatirwa hakuna munhu musvinu akadaro. Naivowo baba vacho kuita mwana kunze mune Mhuri yenyu chiiiko
@patiencechivunge8515
@patiencechivunge8515 19 часов назад
Kuroya mademon ekuroi ndo ma signs acho
@KayceeDate-p6l
@KayceeDate-p6l 2 дня назад
Something is not adding up. There are lies in his account of what was happening manyepo hobho and it seems the father does not care.Anotaura zvekunoona mwana instead of kutora mwana
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 дня назад
Kutora mwana achienda naye kupi
@emilymushonga1017
@emilymushonga1017 День назад
Mwana anonzi agare nani zviya kana mai nababa vasiri pamwe chete
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 7 часов назад
Ngape mai varume mwana kana akoniwa kuchengeta.and mwana uyu achazviudzwa panokura achakura aine ruvengo kuna mai vake
@mercynagengwaru5061
@mercynagengwaru5061 День назад
Mkadzi uyo ari wrong pakuabuser mwana but murume uyu arikunyepesa. Mkadzi uyo arikupedzera shungu kumwana dzezvaakatirwa nababa vacho
@kudzai3916
@kudzai3916 День назад
Chero wakabatwa rough. Inini mwana wangu ndomuda nomatter wat
@mercynagengwaru5061
@mercynagengwaru5061 День назад
@@kudzai3916 yes but mafungiro anosiyana, manzwisisire atinoita akatosiyana ufunge. Vamwe vanhu vanotoda nyasha chaidzo
@josephined8931
@josephined8931 День назад
Naivoo varume ngavarege kungofanba vachizvarisa vanhu mhani mwana uyu chero kwa baba she was going to be abused anyone can abuse that child.
@TeclaFrankson
@TeclaFrankson 2 дня назад
Tavepo pa Zim news Beat Tv , mhoro Eliza
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo День назад
Tiripo makadii tinotenda chose
@luciabanga1677
@luciabanga1677 День назад
Imi varume vane vakadzi vavo pliz regai kunonyengedza vakadzi kuti vaite vana off which iwe une mhuri yako . Benzi remurume
@wildahgowe3005
@wildahgowe3005 2 дня назад
Saka waihura iwe unemukadzi kuti mai vako vachengete mwana? Ukawana nguva ukwane nxaa
@blessmoregunzo-cb6qu
@blessmoregunzo-cb6qu 23 часа назад
Hakusi kuhura aida mukadzi wechipiri barika robvumirwa nyaya iripo ndeye kurova mwana pano kana uchihurirwa nemurume wako ndezvako kumba kwako ikoko pamwe haunake saka urikuita hasha zibeche sere mombe
@MelissaJays
@MelissaJays 7 часов назад
Rinobvumirwa naniko imi mhani varume tikwanirei zvakanyorwa pa vrs Ani kuti murume ita barika and musatiudxe zvana mambo Solomon inyaya dzaingotaurwa mu bible Saka zvazvakadzi somson akauraya shumba hanzi chiyenda unouraya shumba here siyayi kurwadzisa vakadzi venyu muchiita zvinhu zvekumama zvamunoti barika izvozvo​@@blessmoregunzo-cb6qu
@sheilahmamvura4041
@sheilahmamvura4041 2 дня назад
Ane postnatal depression. Anoda rubatsiro.
@mbizi4573
@mbizi4573 День назад
Anoda kurakashwa
@tanyarue
@tanyarue День назад
Podnatal ndeye kuengland kkkkkk
@lesleymutseka8816
@lesleymutseka8816 День назад
Haiwa hapana postnatal depression apa anoda kurohwa muone kuti haipere here post natal depression yacho Kuzviitisa uko
@sheilahmamvura4041
@sheilahmamvura4041 День назад
@@lesleymutseka8816 akakuudzai kuti kurova kunopedza zvose muroyi mukuru.
@sheilahmamvura4041
@sheilahmamvura4041 День назад
@@mbizi4573 ugowanei kana wamurakasha? Tangai maongorora chaita kuti musoro uteme. Muratidzeiwo rudo zvese zvinopera izvi.
@LucyDudu
@LucyDudu 2 дня назад
Angabvume here pabarika waive mujolo
@giftalutadosipani3637
@giftalutadosipani3637 День назад
But still hazvimupi mvumo yokuponda mwana
@mahafrika7116
@mahafrika7116 2 дня назад
Iri ibenzi rababa anoita kunge kurohwa kwemwana zvakadaro zviri normal. Haana hanya uyu. Uri kutaura zvekunoona mwana instead yekunomutora?
@munesimbamoyo1222
@munesimbamoyo1222 День назад
uyo ngasungwe benzi jachacha uye muroyi chaiye
@elizmbofana9346
@elizmbofana9346 2 дня назад
Zibenzi rababa kunyepa kunge rine mari iro rombe.
@AbgailGwatirera
@AbgailGwatirera 2 дня назад
Mai ndovakatadza apo tingaomesera baba vaizoita cy kana iye akarambq kuroorwa nhai vanhu plus chero akainda kukoti zvaingonzi mwana anoda rudo rwaamai chero Mai mukashungurudziwa nababa mwana haasiye akutadzirai Mai vakatadza andigoni kutongera hangu kutonga ndekwaMwari asi iii
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 дня назад
Akaramba barika ka ndosaka akaramba
@masciemudumo
@masciemudumo 2 дня назад
Yaaa & so forth
@margaretnyakuyaka9256
@margaretnyakuyaka9256 2 дня назад
mwanakadzi uyo aneshavi risiri right ndohwatoti huroi maskati machena koiye ayitora mavidios ayo ayinakidzwa nei vanhu ityai mwari neramurikubata mukurarama
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 дня назад
Aizvitora ega achirova mwana
@Chidhuwa
@Chidhuwa 2 дня назад
Muchimbomitisireiko ana aanhu mune akadzi enyu.
@GraceMuzhuzha
@GraceMuzhuzha День назад
😂😂😂😂 zviro zvacho akomana eree
@Chidhuwa
@Chidhuwa День назад
@@GraceMuzhuzha 😂😂😂😂
@mbizi4573
@mbizi4573 День назад
Berika rinotenderwa
@luciabanga1677
@luciabanga1677 День назад
Vana Abhero vanonetsa zvisingaite vakaroora gutsikanai nemhuri dzenyu
@Chidhuwa
@Chidhuwa День назад
@@mbizi4573 muchizorigona here chengetai vana venyu kwete kungoti barika rinotenderwa mhuri dzichizongokura dzichitambura
@moseskapfudzaruwa6194
@moseskapfudzaruwa6194 День назад
Child abuse under age this woman must have a strong prisonment hard labour
@LynetteChakabuda
@LynetteChakabuda 13 часов назад
True
@veem6547
@veem6547 День назад
Ummmm mwana uyu ngachengetwe hake ku Orphanage .
@tariromagwaza
@tariromagwaza День назад
Taura zvako
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 7 часов назад
True
@HazvineyiZingoma
@HazvineyiZingoma 2 дня назад
Taapo Eliza iwe takateerera zvedu
@ElizabethNyaguyo
@ElizabethNyaguyo День назад
Tinotenda chose
@NesbertNyathi
@NesbertNyathi 2 дня назад
Wamitisa munhu uine mhuri now munhu aita break down instead yekunomubatsira womusungisa
@mbizi4573
@mbizi4573 День назад
Saka you tell me ndaona uchirova mwana qangu ane 11 months like that ndorega kukusungisa? Inga uri dinga iwe. Akatogona akasungisa iyo, ini ndaitozopinda Jeri ndakuuraya
@miriam-z1y
@miriam-z1y День назад
Pamwe aitodavo kuti afambe akure aendevo kubasa kana mukadzi wababa ava akagadzira mukadzi uyu Kuti adai mai vakakwana havangadai something happens
@mbizi4573
@mbizi4573 День назад
Kwana iwe
@lesleymutseka8816
@lesleymutseka8816 День назад
😂😂😂😂😂😂😂😂
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm 2 дня назад
Iro dairatofira mutirongo chaimo
@ElsieBindura-j5y
@ElsieBindura-j5y 2 дня назад
Bba benzi
@JaamessyWilliam
@JaamessyWilliam 2 дня назад
Ndini ndatanga pano
@Ecj1980
@Ecj1980 День назад
l dont cee it right for people to post the video of the toddler
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 5 часов назад
Zvakanaka bcz zvazikanwa bcz vanhu vanoita zvinhu kuseri kwecamera
@NetsaiMatarauka-gc4ty
@NetsaiMatarauka-gc4ty 2 дня назад
Ahooi
Далее
BUSHU: (COMPLICATED) Ichi Chikomba Chemukadzi Wangu
24:32
#kikakim
00:17
Просмотров 6 млн
Murume vangu Akabatwa Nemukadzi Vemunhu Chief Mutasa
48:46
MVURWI.....AKAFIRA PABHAWA VANHU VACHITI KUDHAKWA
17:31