Тёмный
No video :(

Kuradzikwa kwa Searchmore--- postmortem results ----- haana kurumwa nebere asi akapondwa 

Drewmas Media
Подписаться 225 тыс.
Просмотров 46 тыс.
50% 1

Rest in peace Searchmore

Опубликовано:

 

20 мар 2022

Поделиться:

Ссылка:

Скачать:

Готовим ссылку...

Добавить в:

Мой плейлист
Посмотреть позже
Комментарии : 246   
@faithmoyo7924
@faithmoyo7924 2 года назад
But chandinoziva zvangu muZimbabwe nyaya hairove unlike kune dzimwe nyika dzakafanana nanaSouth Africa. Ndochinhu 1 chandinodira nyika yangu yeZimbabwe.
@appoloniamabwe677
@appoloniamabwe677 2 года назад
Oh yes he fought for the truth to be revealed good job Searchmore,now make sure kuti vacho vakakuponda ngavareurure
@priscillamurenjekwa539
@priscillamurenjekwa539 2 года назад
Zvinorwadza veduwee vanhu ngatityei Mwari 😭😭 RIP bro Anyway Chihera you're glowing 🔥
@fadzaimukundi8710
@fadzaimukundi8710 2 года назад
Searchmore and Tapiwa makore mafiro enyu amakaita anodzimba mwoyo wangu irwayi Hondo varume kumhondi idzi 😭😭😭
@zvirikupisamumamana
@zvirikupisamumamana 2 года назад
Zvakanzi tose tichafa asi mamwe mafiro anorwadza vamwe vanhu vanofa varwadziwa veduwee.. Rest in peace mukoma vangu
@masbaekatanda6987
@masbaekatanda6987 2 года назад
Akarwadziwa mukomananuyu vedueee! Usazorore Search them and haunt them! Vafe vachitambura sekukutambudza kwavakakuita
@johnamakavi3171
@johnamakavi3171 2 года назад
Murehwa full of ritualists, Searchmore don't rest for now ,. Fight back yrslf Zvinorwadza 😥
@netsietumu7767
@netsietumu7767 2 года назад
Murehwa yakaoma
@johnamakavi3171
@johnamakavi3171 2 года назад
@@netsietumu7767 inotyisa sure ,,,, vanhu kuda hupfumi hr,,,,
@beautymuyaka4197
@beautymuyaka4197 2 года назад
murehwa yakaoma Tapiwa Makore akavigwa adina musoro zvikatopera zvakadaro hazvishamisi ya Search inopera wo saizvozvo
@johnamakavi3171
@johnamakavi3171 2 года назад
@@beautywessel8551 imagine ,,, ndiko kuya kwekupondwa mwana uya futi ,,, Tapiwa 😥
@monnietaah9583
@monnietaah9583 2 года назад
Zvakaoma. Murehwa yarura chokwadi
@memorymunzwanenzeve5000
@memorymunzwanenzeve5000 2 года назад
Rest in eternal peace Searchmore. Thank you Drewmas media for updates.
@yonkimhlanga8539
@yonkimhlanga8539 2 года назад
Thank You Drewmas Media Crew For A Job Well Done . May His Soul Rest In Eternal Peace 🙏🏾
@teclachabarwa7236
@teclachabarwa7236 2 года назад
Nxaa wanhu wekwaMrehwa makutibhowa manje chii chaizvo nekuuraya wanhu
@mammag4868
@mammag4868 2 года назад
Shame vanhu dzava mhuka dzinorura. Zorora Searchmore .
@talentbox3454
@talentbox3454 2 года назад
Anglican my church,bless .searchmore fight for the killers to confess
@belindakaseke4892
@belindakaseke4892 2 года назад
Chihera u are glowing honey
@gladysmutarwa2024
@gladysmutarwa2024 2 года назад
Mfundisi dai mambomira zvekupemha Mari pa nhamo ,
@balistenbmbolam7809
@balistenbmbolam7809 2 года назад
Arikupemha here kana arikitaura maringe nerufu
@nondochirau9664
@nondochirau9664 2 года назад
Asi vanoti mari yacho ikabuda inopinda muhomwe yececi yavo haa vabhi futi ngavanotsvaga mabasa maan
@gladysmutarwa2024
@gladysmutarwa2024 2 года назад
@@balistenbmbolam7809 ko dai seachmore asina kufa vaidakuzvitaurira kupi? Ngavamboita zve nhamo
@balistenbmbolam7809
@balistenbmbolam7809 2 года назад
@@gladysmutarwa2024 uridofo here kana kt haunzwisise shona here?
@balistenbmbolam7809
@balistenbmbolam7809 2 года назад
@@nondochirau9664 handiti ndivo vakaunganidza mari yebox so varikuti kana paine more zvinoda kuti zviitwe then mobata ivo as a team
@fadzairwaveya4338
@fadzairwaveya4338 2 года назад
Very uplifting video RIP Searchmore. Vayimbi vandinyaradza. Searchmore will direct Thy Path to find the Murderer/s.
@nondochirau9664
@nondochirau9664 2 года назад
Ramba uchirwa kusvika vauya kuzotaura vanhu ivavo.RIP
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 2 года назад
Thank you Drewmas, l can't wait to see my homeland Madziwa, is under Shamva District!
@loicemunyonga4277
@loicemunyonga4277 2 года назад
Rest in peace searchmore akakuuraya haawane rugare kusvika afawo that one I know for sure unless aine mushonga wekutsipika ngozi hake
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 2 года назад
Thanks Drewmas makatodzoka here Chiredzi kwagogo Shumba kwamait mukuenda that day bt thanks fo taking us to another level
@memoryncube8391
@memoryncube8391 2 года назад
Siyabonga ngokusanzisa kalale ngokuthula
@mammag4868
@mammag4868 2 года назад
Mmm mfundisi haiwa vanhu ve church munobira vanhu imi .siyai dreawmas vaite basa rekubatsira vanhu pa mari apa
@nikkimasuku8042
@nikkimasuku8042 2 года назад
He was referring to their organisation ,nothing wrong about that . Drewmas ngaiite zvayo Ivo vachiita zvavo andifungi kuti ingazokwanisa to reach every corner
@mammag4868
@mammag4868 2 года назад
@@nikkimasuku8042 yes don't forget the more the churches the more the evil especially in Africa , lets ask ourselves as africans why ? If you take time to think deep you will know the answers .
@tafadzwarobertkanyamura2586
@tafadzwarobertkanyamura2586 2 года назад
A bit of xitsonga i appriciate drumas media for embracing all languages of zimbabwe . Hakhensa ngopf yanani mahleni himtihro yosaseka swinene . Hosi ayimihlayisi
@jorrischauke2206
@jorrischauke2206 2 года назад
Ha khensa
@mutumwa_263
@mutumwa_263 2 года назад
thank you Drewmas Media for your videos. If possible may you also pliz furnish your videos with actual dates of the events that you air. It helps us a lot in making followups or offering assistance.
@claribelncube7280
@claribelncube7280 2 года назад
Very true its easier to make a follow up
@schumieelf3232
@schumieelf3232 2 года назад
Very true, was thinking about that too!
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 2 года назад
Drewmas media taking you to another level thank you for the update this is very sad May his soul rest in peace 🙏
@memoryncube8391
@memoryncube8391 2 года назад
Zwemari mirai arisibasa renyu mfundisi
@Kuzz988
@Kuzz988 2 года назад
Zorora zvako munaShe Searchmore. Mhuri yose Mwari vakunyaradzei. Ma Zimbabweans mwoyo yakaipa kudai tinoitora kupiko weduwee. Kuparadza hupenyu hwe munhu kwaakuzogara sei, kutorara hope, kutodya after ruthlessly killing someone. Mwari revenge is yours. Vafundisi matadzawo kumbotsiura satanism yakadai kumhuri yeZimbabwe. Mapihwa mukana wekutaura moshaya kutsiura nekuyambira avo vakanyura mukuipa nemuzvitadzo zvakadai mongotaura ma donation chete. Zvisinei RIP, no more pain, no more suffering. Thanks Drewmas. God bless you all.
@marilynguhwa7133
@marilynguhwa7133 2 года назад
Chokwadi mweya wehumhondi urikukura munyika yedu yeZimbabwe
@sabinajosephy2270
@sabinajosephy2270 2 года назад
Toziva zvichiitwa SA not in our lovely Zimbabwe.. Dai Mwari vatibatsira mweya uyu upere nezita ra Jesu
@dakawangu4490
@dakawangu4490 2 года назад
Gogo can dance . REST IN PEACE SEARCHMORE
@gloriamadungwe5291
@gloriamadungwe5291 2 года назад
Mufundisi APA hAisi nguva yekutsvaga rubatsiro APA .tiri parufu .ngatimbotaura zverufu RWA Search .kuti tobata sei mhondi idzi dzakauraya Search
@evelynmahovo1201
@evelynmahovo1201 2 года назад
Amen👏👏
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 2 года назад
Thanks for updating us Neshamba.
@priscakurira7690
@priscakurira7690 2 года назад
Murehwa Murehwa ummmmmm Chii chapinda munyika.kubva zvaurayiwa Tapiwa zvakungoramba zvichiitika .hurumende ngaipindire varikuita izvi vapinde mujeri
@amaramudi1068
@amaramudi1068 2 года назад
Saka uya aiita kunge anopenga aiva akagarwa na Searchmore nhai ✅
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 2 года назад
MHSRIP, Holy Spirit comfort family and friends of Seachmore , Mwari pindirai munyika yedu ye Zimbabwe 😔🙏.
@moleenkadhanga9350
@moleenkadhanga9350 2 года назад
Zvinorwadza vasara Vakaponda Gehena ravo riripano pasi tichavaona pano pa Drewmas Media . Thanks chihera na Andrew nekutipawo zvizere RIP Searchmore
@deliwenkwena5655
@deliwenkwena5655 2 года назад
Thanks Drewmas media for taking us to another level
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 2 года назад
So sad .rest in peace searchmore .thank you mukoma nachihera for updates
@evelynchatapura2579
@evelynchatapura2579 2 года назад
Toita cy nemhondi dzekwaMurewa ,,Murehwa kuita mbiri yekuviga vanhu vasina musoro 😢😢
@BarryStewart870
@BarryStewart870 2 года назад
Ehe nhai ndikutonzwa kunyara kuti ndiri wekwa Mrewa kuita mbiri yekuponda.
@virginiamatibe7874
@virginiamatibe7874 2 года назад
Yaaaa taura hako mbiri yamhondi idzi yaenda shuwa that chain needs tobreak vanhu vavigwe vakakwana
@pertumuchemwa2590
@pertumuchemwa2590 2 года назад
Thank you Drewmas May his soul rest in Peace.
@tatendasarucheratatendasar2619
@tatendasarucheratatendasar2619 2 года назад
Unganyime mupururu musha hauna haranga here i like that part
@debrajemwa526
@debrajemwa526 2 года назад
Kumusha kwedu kwakutyisa kugara Mwari dai marangarira hama dzedu dziriko humhondi wawandisa ...RIP Search
@sqrd3536
@sqrd3536 2 года назад
We pray for very speedy justice! No child deserves to be murdered in such a gruesome manner. Politics in Zimbabwe has caused a lot of death either dirctly or indirectly especially of the younger generation, it's terrible. Bless Gogo in churh uniform dancing and singing, true calling 🙌🙌🙏💓
@starwellchimuka3415
@starwellchimuka3415 2 года назад
May his soul rest in peace 🙏, mweya wekupondana muZimbabwe wanyanya
@amitojyea9600
@amitojyea9600 2 года назад
Iiiih munonyanya kurebesa introduction yenyu, 5 minutes tisati tapinda munyaya
@rebbecahove5499
@rebbecahove5499 2 года назад
True
@gloriakapfu
@gloriakapfu 2 года назад
Economy porvety corruption. Go up
@dinomanyara
@dinomanyara 2 года назад
Thanks Drewmas with some updates we'll done job Shumba and your crew Big up
@beautymukonorwichase5050
@beautymukonorwichase5050 2 года назад
Thanks Drewmas media ndoti zorora murugare mwana vekumusha kwangu zvinorwa chokwandi 😭😭😭😭😭😭
@sabinajosephy2270
@sabinajosephy2270 2 года назад
Let the killers come to book.. Ngavashaye hope kana rugare chairwo ngavarushaye.. It's so sad kuti unodimbura hupenyu hwemunhu wago Mwari here.. RIP my brother.. Bt usarariretu.. Muka urwise zvinorwadza izvi...
@samkaseke2139
@samkaseke2139 2 года назад
Rest in peace mukoma dai mweya wenyu wawana zororo
@ruthbwanauzi2542
@ruthbwanauzi2542 2 года назад
ngazorore hake murugare,zvorwadza ko nyika yedu yapindwa nei nhai imi....mafundisi chimbomirai kuzvishambadza panhamo yaSearch tikukuzivai
@runyararomalisone6744
@runyararomalisone6744 2 года назад
Chokwadi mafundisi ndavanyarira vakutozvaga mbiri nenhamo chokwadi
@sandraedward7454
@sandraedward7454 2 года назад
Thank you dreams crew
@sozinyuenjura1202
@sozinyuenjura1202 2 года назад
Saka uya akati munhu akapondwa uyu akabvunzwa mushe anogona kutaura mayb ane zvaanoziva...
@patriciachikaonda7789
@patriciachikaonda7789 2 года назад
Taura hako nevayq vekuti kumba kwavo kwaka uya bere rakava rwisa till morning . Yet zvinonzi bere hari raise anything taller than it.
@charitymango4498
@charitymango4498 2 года назад
May his soul rest in eternal peace
@user-sd2dv2dq5m
@user-sd2dv2dq5m 8 месяцев назад
Takagara pamsasa ndabva ndafunga mom vangu ndoyaive best song yavo rip mommy
@Tinto4490
@Tinto4490 2 года назад
Zorora murugare Search vakakuponda nsivoo vachafa.Inguva chete
@virginiamatibe7874
@virginiamatibe7874 2 года назад
Murehwa ka mirai kuponda vanhu kani muchicheka misoro yevamaponda rest in peace Searchmore
@chipomukumbareza4461
@chipomukumbareza4461 2 года назад
Ummmm kwamurehwa kwaita mbiri yekuponda
@ossie500
@ossie500 2 года назад
Shuwa kunyebera bere, vanhu tisu takaipa bere harina problem
@stellamukoki6663
@stellamukoki6663 2 года назад
Thank you Drewmas media
@evelynechitata2105
@evelynechitata2105 2 года назад
Pfeeee i like the opening song yacho
@tatendasarucheratatendasar2619
@tatendasarucheratatendasar2619 2 года назад
Hesi chihera nice to see you
@fortunatezovovo7480
@fortunatezovovo7480 2 года назад
Vanhu Vekwamurehwa hamusati mozvinyanya
@SurprisedClipperButterfl-sp9yk
@SurprisedClipperButterfl-sp9yk 7 месяцев назад
Thank U Dreams media
@patiencesimon6143
@patiencesimon6143 2 года назад
Zorora murugare Search
@lorrainezvenhamo8433
@lorrainezvenhamo8433 2 года назад
rip fambai naye Ishe
@patriciachinembiri6222
@patriciachinembiri6222 2 года назад
Vafundisi ava vabata basa rakanaka kwazvo.Totenda nehuyimbiri hwakanaka
@MBIZIDUBE
@MBIZIDUBE 2 года назад
MAKADII MKOMA ANDREW NACHIHERA WENYU.TIPEIWO ZVEMA BY ELECTIONS PLEASE.
@gamuchiraiclarismandizvidz1969
@gamuchiraiclarismandizvidz1969 2 года назад
Rest in peace searchmore ........ Famba murugare akaita izvi... Haararame nekusinga peri
@masibandamhazishumba2241
@masibandamhazishumba2241 2 года назад
Akomanaka zvakaoma mufunge go well hako
@patiencesimon6143
@patiencesimon6143 2 года назад
Ndachema zvangu😭😭😭😭😭
@LillianMhandu
@LillianMhandu 2 года назад
ko nyaya yababa vaye vekugara panze mumba musikugarika vekuzoenda kwamambo zvakazodiii
@nyatius5198
@nyatius5198 2 года назад
Rest in peace Shechiii. Mhondi dzedu tichadzibata chetee. Zvinorwadza Madzibaba Mlilo. I still remember the other day tichibva kwaRodzi and somebody wanted to attack me ndakadhakwa mukandimisira munhu iyeye kkkkkkk
@hazvineipmadziviremadzivir1115
@hazvineipmadziviremadzivir1115 2 года назад
Munoimba zvenyu
@sinqobilesiziba2376
@sinqobilesiziba2376 2 года назад
Shame, rest in peace Searchmore
@witnessndlovu2501
@witnessndlovu2501 2 года назад
Thnx Drewmas media Rip😭
@barbrachibanda5663
@barbrachibanda5663 2 года назад
Take us to another level
@johnmaphosa8958
@johnmaphosa8958 2 года назад
Ngavapenge vakaponda vacho,,continue to search more .R.I.P bro😢
@punieshmuchavhaira4138
@punieshmuchavhaira4138 2 года назад
Thumbs up for u drewmas media.. i salute u .....
@tehilaadonai4452
@tehilaadonai4452 2 года назад
Thank you for the update,ndidzo nyaya dzekuteverera kwete level yepasi yamave kuda kuzviisa muchiswero teverera makuhwa nemafight emadzimai
@ndinamundonde144
@ndinamundonde144 2 года назад
Cei tourayana sehuku.kana huku unorwsdziwa wani uchiiuraya .weduweee vanhu venyika yangu tapindwa nemweya rudziyi haaaa
@hazelkaseke562
@hazelkaseke562 2 года назад
@@ndinamundonde144 the justice system is rotten people are getting away with c rime zanu must go
@evelynmahovo1201
@evelynmahovo1201 2 года назад
True🤣🤣🤣
@Helpingthewholeworld
@Helpingthewholeworld 2 года назад
Rest in peace bro God bless you thanks
@lenaharuvhera8753
@lenaharuvhera8753 2 года назад
Shame zvinorwadza mufunge vanhu vanouraya ngava tongerwewo rufu sure mhuri inorarama sei 😭😭😭
@maiteechirangamapenzi329
@maiteechirangamapenzi329 2 года назад
Aaah shem....inga zvakaoma nhay
@mandlasbu7267
@mandlasbu7267 2 года назад
Amashangani komurewa
@rachelmutsatsa8497
@rachelmutsatsa8497 2 года назад
Thanx for the update Dremas media
@peternyamupaunti5894
@peternyamupaunti5894 2 года назад
Ndapa kutenda baba vanoimba avo
@punieshmuchavhaira4138
@punieshmuchavhaira4138 2 года назад
Zororai murugare mukoma searchmore... Nzira yamatisiya nayo inorwadza chose ..
@preveladgemagodonge9723
@preveladgemagodonge9723 2 года назад
Rest in peace bhudhi tichasanganiswa zve musi mukuru kana Jesu vadzoka 😭😭😭😭
@rucazentertainment6367
@rucazentertainment6367 2 года назад
Nyaya inorwadza iyi ,asi Mwari vanorwira chete nekunyaradza mhuri iyi.
@constancemarifiye7331
@constancemarifiye7331 2 года назад
Chkwdi chabuda not mhuka bere bt mhuka munhu may u rest in peace Seachmore don't sleep wake up and fit my brother
@vhenekai9448
@vhenekai9448 2 года назад
thank you Drewmas media for the update
@melbamatsvai2472
@melbamatsvai2472 2 года назад
painful chaza ndomandakakurira ndotomuziva zorora murugare usamire kusvika akakuponda abatwa
@balistenbmbolam7809
@balistenbmbolam7809 2 года назад
Chema munhu,hanzi haumuzivi nani uye munhu hachemwi nokt unomuziva here kana kt haumuzivi
@shebbatsikai1374
@shebbatsikai1374 2 года назад
Team team murisei chihera na neshamba👏👏👏
@yvonnebesa7854
@yvonnebesa7854 2 года назад
Shame....zvinorwadza may his soul rest in eternal peace
@LillianMhandu
@LillianMhandu 2 года назад
whoever akauraya munhu uyu may not know peace ushaye rugare hupenyu wako hwese
@clivemabvira1650
@clivemabvira1650 2 года назад
makutoita cursing here
@LillianMhandu
@LillianMhandu 2 года назад
@@clivemabvira1650 asi ndiwe wakauraya wabatwa nei uye uri kubvunzirei zvauri kuona
@innocence8044
@innocence8044 2 года назад
What is that language. Ndebele ngiyakuluma ngiyezwa. But this one not even a word.
@daanagayne1403
@daanagayne1403 2 года назад
Xitsonga,l think mu Shangani
@shayzgamz2692
@shayzgamz2692 2 года назад
Zvakaoma he fought shuwa kuti chokwadi chibude pachena kwasara kuti vakamuponda vazvione chete ngozi yacho ivadzokere
@locadiamuduwa1951
@locadiamuduwa1951 Год назад
Its very sad, may his soul rest in peace
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 2 года назад
Yaah zvakaoma hazvo. Mhuri yasara isina muriritiri Eiish vanhu tisazodaro
@sibonginkosimpofu5705
@sibonginkosimpofu5705 2 года назад
Rest Serchmore but hunt your killers let them not enjoy themselves go for them my brother,
@gertrudesoup6244
@gertrudesoup6244 2 года назад
Vanhu vazara nekuipa shame zorora murugare Searchmore
@joymugwambi3819
@joymugwambi3819 2 года назад
Thank you drewmas media
@tsitsikativu5853
@tsitsikativu5853 2 года назад
So sad, rest in peace
@yeukaimundonda7275
@yeukaimundonda7275 2 года назад
Zorora muru gare Searchmore. Minduro iriko ichauya kuna nyakukuponda
@patiencesimon6143
@patiencesimon6143 2 года назад
Gogo vatamba chose kkkkk chero parufu panosekwawo
@balistenbmbolam7809
@balistenbmbolam7809 2 года назад
Uribenziwo iwewe
@barbaramabuda9512
@barbaramabuda9512 2 года назад
Kkkk sure ndokurerutsa mutoro
Далее
CHIRUMANZII FINAL....  VORIPA NGOZI
21:59
Просмотров 6 тыс.
Insane Coffee trick EXPOSED 😱☕️ #shorts
00:20
Classic Italian Pasta Dog
00:20
Просмотров 1,4 млн
Hondo nema GRJ #karanganda #Dare raChief Mutasa TV
30:43
MAKIBHORO 1 Dare raChief Mutasa
1:07:16
Просмотров 22 тыс.